Majjesty - Mwari Honai (Official Music Video)

Perfomed by: Majjesty
Directed by: Taurai Zidya
Written by: Baron Leon Mkweza

**LYRICS**
Sta
Ehe ka nhai

Mudhara vakafira pa spot
Mukoma vane nyaya iri ku court
Momz vakarovera pa road
Chikoro ndakamira ofcoz
Sisi vakaurawa nepfuti
Sekuru vakaurawa nemhondi
Ohh
Hona ndiri doormate
Chero ada anotsika ipapo
Inyasha kurarama
Handisi kuramba ipapo
Asi ndirimunhu wenyama
Musapakanganwa ipapo
Handidi zvakanyanya pashoma pamandipa bho
Mikana haufi yafanana I know
But why zvangu zvichingogara zviri palow

Mwari honaiwo ooh
Honaiwo ooh
Chimboonaiwo ooh
Ooh
Mwari honaiwo ooh
Honaiwo ooh
Honaiwo ooh ooh

Mwari ndinotadza I know
But zvangu zvitadzo zvawandisa seiko
Do I deserve a painful life like this
Yea ndirimunhu aribho
Ko seiko andiwandira matambudziko
I'm just too nice to be a victim I guess
Pfuma ndakapambwa nevehukama
Hona ndongotambura sendisina hama
Ndongofira mumoyo chekuita hapana
Handi ndakarambwa nehama dzababa
Ehe pfuma ndakapambwa nevehukama
Hona ndongotambura sendisina hama
Ndongofira mumoyo chekuita hapana
Handi ndakarambwa nehama dzababa

Honaiwo ooh
Honaiwo ooh
Honaiwo ooh
Ooh
Honaiwo ooh
Honaiwo ooh
Chimboonaiwo ooh ooh

Honaiwo ooh
Honaiwo ooh
Honaiwo ooh
Honaiwo ooh
Ooh Ooh Ooh Ooh

Дата на публикация: 25 юни, 2025
Категория: Друго

Показване на още